2 Madzimambo 14:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore regumi namashanu raAmazia mwanakomana waJoashi mambo weJudha, Jerobhoamu mwanakomana waJehoashi mambo weIsraeri akava mambo muSamaria, akatonga kwamakore makumi mana negore rimwe.

2 Madzimambo 14

2 Madzimambo 14:16-24