2 Madzimambo 14:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Amazia mwanakomana waJoashi mambo weJudha akararama kwamakore gumi namashanu mushure mokufa kwaJehoashi mwanakomana waJehoahazi mambo weIsraeri.

2 Madzimambo 14

2 Madzimambo 14:14-20