2 Madzimambo 14:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo wakakunda Edhomu asi zvino wava kuzvikudza. Zvirumbidze hako pakukunda kwako, asi ugare kumba! Seiko wava kutsvaka bongozozo kuti uzviwisire pasi iwe pamwe chete neJudha?”

2 Madzimambo 14

2 Madzimambo 14:5-14