2 Madzimambo 13:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehoashi mwanakomana waJehoahazi akatorazve kubva kuna Bhenihadhadhi mwanakomana waHazaeri maguta aakanga atora muhondo kubva kuna baba vake Jehoahazi. Jehoashi akamukunda katatu, nokudaro akadzorazve maguta avaIsraeri.

2 Madzimambo 13

2 Madzimambo 13:22-25