2 Madzimambo 13:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore ramakumi matatu namanomwe raJoashi mambo weJudha, Jehoashi mwanakomana waJehoahazi akava mambo weIsraeri muSamaria, uye akatonga kwamakore gumi namatanhatu.

2 Madzimambo 13

2 Madzimambo 13:3-13