2 Madzimambo 12:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo Mambo Joashi akadana muprista Jehoyadha navamwe vaprista akavabvunza akati, “Seiko musingagadziri pakaputsika mutemberi? Chiregai kutora imwe mari zvakare kubva kuvabati vehomwe, asi muibudise kuti iite basa rokugadzira temberi.”

2 Madzimambo 12

2 Madzimambo 12:1-12