2 Madzimambo 12:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro, matunhu akakwirira haana kubviswa; vanhu vakaramba vachibayira zvibayiro nokupisira zvinonhuwira ikoko.

2 Madzimambo 12

2 Madzimambo 12:1-7