2 Madzimambo 12:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mari yaiuyiswa mutemberi haina kushandiswa pakugadzira madhishi esirivha, mbato dzemwenje, nemikombe, nehwamanda kana zvimwe zvipi zvazvo zvegoridhe kana sirivha zvetemberi yaJehovha.

2 Madzimambo 12

2 Madzimambo 12:7-19