2 Madzimambo 12:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaiti kana vaona kuti yava marii, vaizoipa kuvarume vakanga vagadzwa kuti vave vatariri vebasa retemberi. Mari iyi yaizoripira vakanga vachishanda patemberi yaJehovha, vavezi navavaki,

2 Madzimambo 12

2 Madzimambo 12:10-18