2 Madzimambo 11:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatora vatungamiri vamazana, navaKari, navarindi uye vanhu vose venyika, vakaburutsa mambo kubva kutemberi yaJehovha vakaenda naye kumuzinda pamwe chete, vakapinda nokusuo ravarindi. Ipapo mambo akatora nzvimbo yake pachigaro choushe,

2 Madzimambo 11

2 Madzimambo 11:13-21