2 Madzimambo 11:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehoyadha akaita sungano pakati paJehovha namambo uye navanhu kuti vaizova vanhu vaJehovha. Akaitawo sungano pakati pamambo navanhu.

2 Madzimambo 11

2 Madzimambo 11:12-19