2 Madzimambo 10:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jehu haana kuchenjerera kuchengeta murayiro waJehovha, Mwari waIsraeri, nomwoyo wake wose. Haana kutsauka kubva pazvivi zvaJerobhoamu, zvaakanga aita kuti Israeri iite.

2 Madzimambo 10

2 Madzimambo 10:30-36