2 Madzimambo 10:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

sarudzai mwanakomana watenzi wenyu akanaka, uye anokudzwa kukunda vose mugomugadza pachigaro choushe chababa vake. Ipapo mugorwira imba yatenzi wenyu.”

2 Madzimambo 10

2 Madzimambo 10:1-13