2 Madzimambo 10:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro, haana kutsauka pazvivi zvaJerobhoamu mwakomana waNebhati, zvaakaita kuti vaIsraeri vaite—nokunamata mhuru yegoridhe paBheteri napaDhani.

2 Madzimambo 10

2 Madzimambo 10:21-36