2 Madzimambo 10:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehu akati achangopedza kuita chipiriso chinopiswa, akabva arayira varindi navakuru akati, “Pindai mukati munovauraya; ngaparege kuva neanopunyuka.” Naizvozvo vakavauraya nomunondo. Varindi navakuru vakakanda zvitunha zvavo kunze uye vakapinda munhare yomukati metemberi yaBhaari.

2 Madzimambo 10

2 Madzimambo 10:16-30