2 Madzimambo 10:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehu naJehonadhabhi mwanakomana waRekabhi vakapinda mutemberi yaBhaari. Jehu akati kuvashumiri vaBhaari, “Tarirai muone kuti pakati penyu hapana varanda vaJehovha vari pano nemi, asi vashumiri vaBhaari chete.”

2 Madzimambo 10

2 Madzimambo 10:14-29