2 Madzimambo 10:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akatuma shoko muIsraeri mose, vashumiri vose vaBhaari vakauya; hapana kana mumwe chete akasara. Vakatsikirirana mutemberi yaBhaari kusvikira yazara kubva kuno rumwe rutivi kusvika kuno rumwe.

2 Madzimambo 10

2 Madzimambo 10:14-22