2 Madzimambo 10:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehu akaunganidza vanhu vose pamwe chete akati kwavari, “Ahabhu akashumira Bhaari zvishoma; Jehu achamushumira zvakanyanya.

2 Madzimambo 10

2 Madzimambo 10:13-20