2 Madzimambo 10:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino muSamaria maiva navanakomana vaAhabhu makumi manomwe. Saka Jehu akanyora matsamba akatumira kuSamaria achiti: kuvabati veJezireeri, kuvakuru navachengeti vavana vaAhabhu. Akati,

2 Madzimambo 10

2 Madzimambo 10:1-8