2 Johani 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe nomumwe anomhanya mberi asingarambiri mudzidziso yaKristu haana Mwari; ani naani anorambira mukudzidzisa kwaKristu ana Baba noMwanakomana.

2 Johani 1

2 Johani 1:1-13