1 Vatesaronika 5:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu pavanenge vachiti, “Rugare norunyararo,” kuparadzwa kuchasvika pamusoro pavo nokukurumidza, somukadzi ane mimba worwadziwa, uye havangapunyuki.

1 Vatesaronika 5

1 Vatesaronika 5:1-9