1 Vatesaronika 5:24-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS) Iye anokudanai akatendeka uye achazviita. Hama, tinyengeterereiwo. Kwazisai hama dzose nokutsvoda