1 Vatesaronika 2:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi, tinotaura savanhu vakatenderwa naMwari kuti tipiwe vhangeri. Hatisi kuedza kufadza vanhu asi Mwari, iye anoedza mwoyo yedu.

1 Vatesaronika 2

1 Vatesaronika 2:1-14