1 Vatesaronika 2:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Takanga tambotambudzika uye tikatukwa muFiripi, sezvamunoziva, asi norubatsiro rwaMwari wedu hatina kurega kukuparidzirai vhangeri rake pakati pokupikiswa kukuru.

1 Vatesaronika 2

1 Vatesaronika 2:1-9