1 Vatesaronika 1:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shoko raShe rakanzwika kubva kwamuri kwete muMasedhonia neAkaya bedzi, kutenda kwenyu muna Mwari kwakazivikanwa kwose kwose. Naizvozvo hatifaniri kutaura chinhu pamusoro pazvo,

1 Vatesaronika 1

1 Vatesaronika 1:1-10