1 Vatesaronika 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti vhangeri redu harina kuuya kwamuri namashoko bedzi, asi nesimbawo, noMweya Mutsvene uye nokuziva kwakadzama. Munoziva kuti takagara sei pakati penyu nokuda kwenyu.

1 Vatesaronika 1

1 Vatesaronika 1:1-10