1 Vatesaronika 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tinoramba tichirangarira pamberi paMwari wedu naBaba vedu, basa renyu rinobva pakutenda, nokushanda kwenyu kunobva parudo, uye nokutsungirira kwenyu kunobva patariro iri muna Ishe Jesu Kristu.

1 Vatesaronika 1

1 Vatesaronika 1:1-6