1 Vakorinde 9:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndianiko angandorwa muhondo achizviripira mubayiro? Ndianiko angasima munda wamazambiringa uye akasadya mazambiringa acho? Ndianiko angafudza makwai uye akasanwa mukaka wawo?

1 Vakorinde 9

1 Vakorinde 9:1-10