1 Vakorinde 9:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino mubayiro wangu ndoweiko? Ndiwo uyu, kuti mukuparidza vhangeri ndizviite pasina muripo, uye ndisingashandisi kodzero dzangu mukuriparidza.

1 Vakorinde 9

1 Vakorinde 9:10-21