1 Vakorinde 9:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana ndichiparidza vhangeri, handingazvirumbidzi, nokuti ndinosungirwa kuti ndiparidze. Ndine nhamo, kana ndisingaparidzi vhangeri!

1 Vakorinde 9

1 Vakorinde 9:12-24