1 Vakorinde 8:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi havazi vose vanoziva izvi. Vamwe vanhu vachakabatwa nezvifananidzo zvokuti kana vachidya zvakadai vanodya vachiti zvakabayirwa kuzvifananidzo, uye sezvo hana yavo isati yasimba, inoshatiswa.

1 Vakorinde 8

1 Vakorinde 8:3-10