1 Vakorinde 7:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi akasungwa nomurayiro kumurume wake kana achiri mupenyu. Asi kana murume wake akafa, asununguka kuti awanikwe nomurume waanoda, asi anofanira kuva muna She.

1 Vakorinde 7

1 Vakorinde 7:29-40