1 Vakorinde 7:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana mumwe achifunga kuti ava kuita zvisina kunaka kumhandara yaakatsidzira, uye kana ava namakore akafanira kana achida kumuwana, ngaaite zvaanoda. Haasi kutadza. Vanofanira kuwanana.

1 Vakorinde 7

1 Vakorinde 7:30-40