1 Vakorinde 7:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana ukawana, hauna kutadza; asi kana mhandara ikawanikwa haina kutadza. Asi vaya vachawana vachasangana namatambudziko mazhinji muupenyu uye ini handidi kuti musangane nawo.

1 Vakorinde 7

1 Vakorinde 7:21-38