1 Vakorinde 7:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti uyo akadanwa naShe ari muranda, ava akasununguka muna She; zvimwe chetezvo, uyo akanga akasununguka paakadanwa ava muranda waKristu.

1 Vakorinde 7

1 Vakorinde 7:13-29