1 Vakorinde 7:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, munhu akadanwa atodzingiswa kare here? Ngaarege kuitwa asina kudzingiswa. Ko, munhu akadanwa asina kudzingiswa here? Ngaarege kudzingiswa.

1 Vakorinde 7

1 Vakorinde 7:9-20