1 Vakorinde 7:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti murume asingatendi anoitwa mutsvene nokuda kwomukadzi wake, uye mukadzi asingatendi anoitwa mutsvene kubudikidza nomurume wake anotenda. Vana venyu vaizova netsvina, asi zvino vava vatsvene.

1 Vakorinde 7

1 Vakorinde 7:10-20