1 Vakorinde 6:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, hamuzivi here kuti vasakarurama havagari nhaka youmambo hwaMwari? Musanyengerwa: Nokuti mhombwe kana vanonamata zvifananidzo, kana zvifeve, kana varume vanoita zvoufeve, kana varume vanodanana navamwe varume,

1 Vakorinde 6

1 Vakorinde 6:2-14