1 Vakorinde 6:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinodaro kuti munyadziswe. Ko, pangashayikwa munhu akachenjera pakati penyu here anogona kutonga mhosva pakati pavatendi?

1 Vakorinde 6

1 Vakorinde 6:3-8