1 Vakorinde 5:12-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

12. Nokuti ibasa rangu here kuti nditonge avo vari kunze kwekereke? Hamufaniri kutonga avo vari mukereke here?

13. Mwari ndiye achatonga avo vari kunze. “Dzingai munhu akaipa uyu abve pakati penyu.”

1 Vakorinde 5