1 Vakorinde 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndianiko akakutsaura iwe kubva kuno mumwe? Chiiko chaunacho chausina kupiwa? Zvino kana wakapiwa, seiko uchizvikudza sousina kupiwa?

1 Vakorinde 4

1 Vakorinde 4:5-8