1 Vakorinde 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo, regai kutonga chinhu nguva isati yasvika; chimbomirai kusvikira Ishe auya. Achaisa pachena zvakavanzwa murima uye acharatidza mifungo yemwoyo yavanhu. Panguva iyoyo mumwe nomumwe acharumbidzwa naMwari.

1 Vakorinde 4

1 Vakorinde 4:1-15