1 Vakorinde 4:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ndichauya kwamuri nokukurumidza, kana Ishe achida, uye handizotsvaki chete kuti vanhu ava vanozvikudza vari kutaura sei, asi kutiwo vane simba rakadii.

1 Vakorinde 4

1 Vakorinde 4:13-21