1 Vakorinde 4:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwechikonzero ichi ndatuma Timoti kwamuri, mwana wangu wandinoda, akatendeka muna She. Achakuyeuchidzai mararamiro angu muna Kristu Jesu, zvinoenderana nezvandinodzidzisa kwose kwose mukereke dzose.

1 Vakorinde 4

1 Vakorinde 4:11-21