1 Vakorinde 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakakupai mukaka, kwete zvokudya zvikukutu, nokuti makanga musingagoni kudya. Zvirokwazvo, hamusati mava kugona kudya nazvino.

1 Vakorinde 3

1 Vakorinde 3:1-9