1 Vakorinde 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

basa rake richaonekwa kuti rakaitwa nei, nokuti Zuva iro richazvibudisa pachena. Richaratidzwa nomoto, uye moto uchaedza basa romumwe nomumwe.

1 Vakorinde 3

1 Vakorinde 3:12-20