1 Vakorinde 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi sezvazvakanyorwa zvichinzi:“Izvo zvisina kuonekwa neziso,kana kunzwika nenzeve;nezvisina kupinda mumurangariro womunhu,zvakagadzirirwa naMwari vaya vanomuda.”

1 Vakorinde 2

1 Vakorinde 2:7-16