1 Vakorinde 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwete, tinotaura uchenjeri hwaMwari hwakavanzika, uchenjeri hwakanga hwakafukidzwa uye hwakatemerwa kubwinya kwedu naMwari nyika isati yavapo.

1 Vakorinde 2

1 Vakorinde 2:6-8