1 Vakorinde 16:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nomusi wokutanga wevhiki roga roga, mumwe nomumwe wenyu ngaakamure mari kubva pamari yake zvichienderana napaanowana napo, muiunganidze pamwe chete, kuitira kuti pandinouya kurege kuzounganidzwa zvipo.

1 Vakorinde 16

1 Vakorinde 16:1-10