1 Vakorinde 16:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino pamusoro pehama yedu Aporosi: Ndakamukurudzira kwazvo kuti auye kwamuri pamwe chete nedzimwe hama. Akanga asingadi kuuya iye zvino, asi achauya kana awana mukana.

1 Vakorinde 16

1 Vakorinde 16:7-15